RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 28:32
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 32 Vanakomana vako nevanasikana vako vachapiwa vamwe vanhu+ wakatarisa, uye uchagara uchivasuwa asi usina zvaunogona kuita.

  • Dheuteronomi 32:25
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 25 Kunze, bakatwa richaita kuti vafirwe;+

      Mukati, muri kuvatyisa+

      Vese jaya nemhandara,

      Mwana mucheche neharahwa yachena musoro.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe