RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Madzimambo 17:13, 14
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Jehovha akaramba achinyevera Israeri naJudha achishandisa vaprofita vake vese nevaoni vese,+ achiti: “Tendeukai panzira dzenyu dzakaipa!+ Chengetai mirayiro yangu nemirau yangu, muchitevedzera zvese zviri mumutemo wandakarayira madzitateguru enyu uye wandakakutumirai ndichishandisa varanda vangu vaprofita.” 14 Asi havana kuteerera, uye vakaramba vachiomesa misoro* yavo semadzitateguru avo, ayo asina kutenda muna Jehovha Mwari wawo.+

  • Amosi 4:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  6 ‘Ndakaita kuti mazino enyu achene nekushaya zvekudya mumaguta enyu ese,

      Uye ndakaita kuti mushayiwe zvekudya mudzimba dzenyu dzese;+

      Asi hamuna kudzoka kwandiri,’+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe