-
Jeremiya 3:6, 7Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
6 Mumazuva aMambo Josiya,+ Jehovha akati kwandiri: “‘Waona zvakaitwa naIsraeri uyo asina kutendeka here? Akaenda mumakomo ese akakwirira nepasi pemiti yese yakasvibirira kuti aite zvechipfambi.+ 7 Kunyange pashure pekunge aita zvinhu zvese izvi, ndakaramba ndichimuudza kuti adzoke kwandiri;+ asi haana kudzoka; uye Judha akaramba achingotarisa mukoma wake anonyengera.+
-