Hosiya 9:11, 12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Kukudzwa kwaEfremu kunobhururuka kuchienda seshiri;Hapana anosununguka mwana, uye hapana ane pamuviri kana anobata pamuviri.+ 12 Kunyange kana vakarera vana,Ndichauraya vana vacho kusvikira vapera vese;+Chokwadi vachatambura pandichavaramba!+
11 Kukudzwa kwaEfremu kunobhururuka kuchienda seshiri;Hapana anosununguka mwana, uye hapana ane pamuviri kana anobata pamuviri.+ 12 Kunyange kana vakarera vana,Ndichauraya vana vacho kusvikira vapera vese;+Chokwadi vachatambura pandichavaramba!+