Jeremiya 3:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Mumazuva aMambo Josiya,+ Jehovha akati kwandiri: “‘Waona zvakaitwa naIsraeri uyo asina kutendeka here? Akaenda mumakomo ese akakwirira nepasi pemiti yese yakasvibirira kuti aite zvechipfambi.+
6 Mumazuva aMambo Josiya,+ Jehovha akati kwandiri: “‘Waona zvakaitwa naIsraeri uyo asina kutendeka here? Akaenda mumakomo ese akakwirira nepasi pemiti yese yakasvibirira kuti aite zvechipfambi.+