Zefaniya 1:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Zuva guru raJehovha rava pedyo!+ Rava pedyo, uye riri kukurumidza kusvika!+ Ruzha rwezuva raJehovha runoshungurudza.+ Pazuva iroro murwi ane simba achachema.+ Zefaniya 1:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Zuva rekuridzwa kwehwamanda nerekushevedzera kwevarwi,+Vachirwisa maguta akakomberedzwa nemasvingo uye shongwe refu dzemumakona.+ Maraki 4:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 “Nekuti zuva richasvika, zuva rinopisa sechoto;+ pazuva iroro vanhu vese vanozvikudza nevaya vese vanoita zvakaipa vachaita semashanga. Zuva racho richavaparadza, rovasiya vasina mudzi kana bazi,” anodaro Jehovha wemauto.
14 Zuva guru raJehovha rava pedyo!+ Rava pedyo, uye riri kukurumidza kusvika!+ Ruzha rwezuva raJehovha runoshungurudza.+ Pazuva iroro murwi ane simba achachema.+
16 Zuva rekuridzwa kwehwamanda nerekushevedzera kwevarwi,+Vachirwisa maguta akakomberedzwa nemasvingo uye shongwe refu dzemumakona.+
4 “Nekuti zuva richasvika, zuva rinopisa sechoto;+ pazuva iroro vanhu vese vanozvikudza nevaya vese vanoita zvakaipa vachaita semashanga. Zuva racho richavaparadza, rovasiya vasina mudzi kana bazi,” anodaro Jehovha wemauto.