1 Samueri 7:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Saka vakaungana kuMizpa, vakachera mvura, vakaidururira pamberi paJehovha, uye vakatsanya pazuva iroro.+ Vari ipapo vakati: “Takatadzira Jehovha.”+ Samueri akabva atanga kushumira semutongi+ wevaIsraeri kuMizpa. 2 Makoronike 20:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Jehoshafati akabva atya, akazvipira kutsvaga* Jehovha.+ Saka akazivisa kuti vaJudha vese vatsanye.
6 Saka vakaungana kuMizpa, vakachera mvura, vakaidururira pamberi paJehovha, uye vakatsanya pazuva iroro.+ Vari ipapo vakati: “Takatadzira Jehovha.”+ Samueri akabva atanga kushumira semutongi+ wevaIsraeri kuMizpa.