Amosi 9:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Ndichadzosa vanhu vangu vakatapwa, ivo vaIsraeri,+Uye vachavakazve maguta akaitwa matongo vogara maari;+Vachadyara minda yemizambiringa vonwa waini yacho,+Uye vacharima minda vodya michero yayo.’+ Zekariya 8:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 ‘Nekuti mbeu yerugare ichadyarwa; muzambiringa uchabereka michero, nyika ichabereka,+ uye denga richapa dova raro. Ndichaita kuti zvinhu zvese izvi zvive nhaka yevakasara.+
14 Ndichadzosa vanhu vangu vakatapwa, ivo vaIsraeri,+Uye vachavakazve maguta akaitwa matongo vogara maari;+Vachadyara minda yemizambiringa vonwa waini yacho,+Uye vacharima minda vodya michero yayo.’+
12 ‘Nekuti mbeu yerugare ichadyarwa; muzambiringa uchabereka michero, nyika ichabereka,+ uye denga richapa dova raro. Ndichaita kuti zvinhu zvese izvi zvive nhaka yevakasara.+