Revhitiko 26:33 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 33 Uye ndichakuparadzirai pakati pemarudzi,+ ndovhomora bakatwa ndichikudzingirirai;+ nyika yenyu ichava dongo,+ uye maguta enyu achaparadzwa. 2 Madzimambo 17:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Mugore rechi9 raHoshea, mambo weAsiriya akatora Samariya.+ Akabva atapa vaIsraeri+ akavaendesa kuAsiriya, akavagarisa muHeira nemuHabhori kurwizi rwaGozani+ uye mumaguta evaMedhiya.+
33 Uye ndichakuparadzirai pakati pemarudzi,+ ndovhomora bakatwa ndichikudzingirirai;+ nyika yenyu ichava dongo,+ uye maguta enyu achaparadzwa.
6 Mugore rechi9 raHoshea, mambo weAsiriya akatora Samariya.+ Akabva atapa vaIsraeri+ akavaendesa kuAsiriya, akavagarisa muHeira nemuHabhori kurwizi rwaGozani+ uye mumaguta evaMedhiya.+