Joeri 3:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Ndakakutadziraiwo chii,Imi Tire neSidhoni, nenzvimbo dzese dzeFiristiya? Pane zvandakakuitirai zvamuri kutsiva here? Kana muri kunditsiva,Ndichaita kuti zvamuri kundiitira zvidzoke kwamuri nekukurumidza zvikuru.+ Joeri 3:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Uye makatengesa vanhu vemuJudha neJerusarema kuvaGiriki,+Kuti muvaendese kure nenyika yavo;
4 Ndakakutadziraiwo chii,Imi Tire neSidhoni, nenzvimbo dzese dzeFiristiya? Pane zvandakakuitirai zvamuri kutsiva here? Kana muri kunditsiva,Ndichaita kuti zvamuri kundiitira zvidzoke kwamuri nekukurumidza zvikuru.+