Ezekieri 35:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Wakapembera nemufaro pakaparadzwa nhaka yeimba yaIsraeri, saka ndichakuitirawo izvozvo.+ Uchava dongo risina chinhu, iwe Edhomu yese+ zvayo, nyika ine makomo yeSeiri; uye vachaziva kuti ndini Jehovha.’”
15 Wakapembera nemufaro pakaparadzwa nhaka yeimba yaIsraeri, saka ndichakuitirawo izvozvo.+ Uchava dongo risina chinhu, iwe Edhomu yese+ zvayo, nyika ine makomo yeSeiri; uye vachaziva kuti ndini Jehovha.’”