5 zvanzi naChangamire Ishe Jehovha kune zvese izvi: ‘Ndichataura ndakashatirwa+ ndichitonga vanhu vemamwe marudzi vakapona, pamwe chete neEdhomu yese, vaya vakati nyika yangu ndeyavo vachifara chaizvo uye vachinyomba,+ kuti vatore mafuro ayo uye kuti vaipambe.’”’+