Isaya 4:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Munhu wese anosara muZiyoni neanosara muJerusarema achanzi mutsvene, ivo vese vari muJerusarema vakanyorwa kuti vararame.+ Zekariya 8:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 “Zvanzi naJehovha, ‘Ndichadzokera kuZiyoni+ ndogara muJerusarema;+ uye Jerusarema richanzi guta rechokwadi,*+ uye gomo raJehovha wemauto richanzi gomo dzvene.’”+
3 Munhu wese anosara muZiyoni neanosara muJerusarema achanzi mutsvene, ivo vese vari muJerusarema vakanyorwa kuti vararame.+
3 “Zvanzi naJehovha, ‘Ndichadzokera kuZiyoni+ ndogara muJerusarema;+ uye Jerusarema richanzi guta rechokwadi,*+ uye gomo raJehovha wemauto richanzi gomo dzvene.’”+