Isaya 1:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Ndichadzorera vatongi vako sezvazvaiva pakutangaUye vanachipangamazano vako sezvazvaiva pakutanga.+ Pashure peizvi uchanzi Guta reKururama, Guta Rakatendeka.+ Isaya 60:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Vanakomana vevaya vakakudzvinyirira vachauya vokotama pamberi pako;Vaya vese vasingakuremekedzi vachakotama patsoka dzako,Uye vachatokushevedza kuti guta raJehovha,Ziyoni reMutsvene waIsraeri.+ Jeremiya 33:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Mazuva iwayo, Judha ichaponeswa+ uye Jerusarema richagara rakachengeteka.+ Uye richanzi: Jehovha Ndiye Kururama Kwedu.’”+
26 Ndichadzorera vatongi vako sezvazvaiva pakutangaUye vanachipangamazano vako sezvazvaiva pakutanga.+ Pashure peizvi uchanzi Guta reKururama, Guta Rakatendeka.+
14 Vanakomana vevaya vakakudzvinyirira vachauya vokotama pamberi pako;Vaya vese vasingakuremekedzi vachakotama patsoka dzako,Uye vachatokushevedza kuti guta raJehovha,Ziyoni reMutsvene waIsraeri.+
16 Mazuva iwayo, Judha ichaponeswa+ uye Jerusarema richagara rakachengeteka.+ Uye richanzi: Jehovha Ndiye Kururama Kwedu.’”+