RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 14:2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 2 Marudzi achavatora ovaunza kunzvimbo yavo, uye achava mumaoko eimba yaIsraeri kuti ave varandarume nevarandakadzi+ munyika yaJehovha; vanhu vaimbovaita varanda vachava varanda vavo, uye vachava nesimba pane vaya vaivamanikidza kushanda.

  • Amosi 9:11, 12
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 ‘Zuva iroro ndichamutsa dumba* raDhavhidhi+ rakawa.

      Ndichagadzira makaputswa,

      Uye ndichavaka pamatongo aro;

      Ndicharivaka rodzokera pane zvarakanga rakaita kare,+

      12 Kuti vatore zvakasara zveEdhomu,+

      Nemarudzi ese anodanwa nezita rangu,’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha, iye ari kuita izvi.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe