Isaya 10:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Vashoma chete ndivo vachadzoka,Vanenge vasara vaJakobho vachadzoka kuna Mwari Ane Simba.+ Mika 2:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Ndichakuunganidzai mese, imi veimba yaJakobho;Chokwadi ndichaunganidza vaIsraeri vese vakasara.+ Ndichaita kuti vabatane, semakwai ari mudanga,Semakwai ari kufura pamwe chete;+Uye imomo muchanzwika ruzha rwevanhu.’+ Mika 7:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Ndoupi Mwari akaita semi,Anoregerera kukanganisa uye anoregerera kudarika+ kwevakasara pavanhu vake?*+ Haazorambi akatsamwa nekusingaperi,Nekuti anofarira rudo rusingachinji.+
12 Ndichakuunganidzai mese, imi veimba yaJakobho;Chokwadi ndichaunganidza vaIsraeri vese vakasara.+ Ndichaita kuti vabatane, semakwai ari mudanga,Semakwai ari kufura pamwe chete;+Uye imomo muchanzwika ruzha rwevanhu.’+
18 Ndoupi Mwari akaita semi,Anoregerera kukanganisa uye anoregerera kudarika+ kwevakasara pavanhu vake?*+ Haazorambi akatsamwa nekusingaperi,Nekuti anofarira rudo rusingachinji.+