Dheuteronomi 33:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Akati: “Jehovha akauya achibva kuSinai,+Uye akavapenyera achibva kuSeiri. Akapenya achibwinya kumakomo ekuParani,+Uye akanga aine makumi ezviuru evatsvene,+Kurudyi rwake kuine varwi vake.+ Vatongi 5:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Jehovha, pamakabuda kubva muSeiri,+Pamakafamba muchibuda munyika yeEdhomu,Nyika yakazununguka, denga rakatsvotsvoma,Makore akadururira mvura pasi. Pisarema 68:7, 8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Haiwa Mwari, pamakatungamirira vanhu venyu,+Pamakafamba nemugwenga, (Sera) 8 Nyika yakadengenyeka;+Denga rakadurura mvura nemhaka yaMwari;Sinai iri rakadengenyeka nemhaka yaMwari, iye Mwari waIsraeri.+
2 Akati: “Jehovha akauya achibva kuSinai,+Uye akavapenyera achibva kuSeiri. Akapenya achibwinya kumakomo ekuParani,+Uye akanga aine makumi ezviuru evatsvene,+Kurudyi rwake kuine varwi vake.+
4 Jehovha, pamakabuda kubva muSeiri,+Pamakafamba muchibuda munyika yeEdhomu,Nyika yakazununguka, denga rakatsvotsvoma,Makore akadururira mvura pasi.
7 Haiwa Mwari, pamakatungamirira vanhu venyu,+Pamakafamba nemugwenga, (Sera) 8 Nyika yakadengenyeka;+Denga rakadurura mvura nemhaka yaMwari;Sinai iri rakadengenyeka nemhaka yaMwari, iye Mwari waIsraeri.+