RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Makoronike 33:1
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 33 Manase+ aiva nemakore 12 paakava mambo, uye akatonga kwemakore 55 muJerusarema.+

  • 2 Makoronike 33:14
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 14 Pashure peizvi, akavakira Guta raDhavhidhi+ rusvingo rwekunze kumavirira kweGihoni+ mubani* uye kusvika kuGedhi reHove,+ akaita kuti rupoterere kusvika kuOferi,+ uye akaita kuti ruende mudenga chaizvo. Akagadzawo vakuru veuto mumaguta ese akanga akakomberedzwa nemasvingo muJudha.

  • Nehemiya 3:3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 3 Vanakomana vaHasena vakavaka Gedhi reHove;+ vakarivaka nematanda+ vakabva vaisa masuo aro, nezvihuri zvaro, nemazariro aro.

  • Nehemiya 12:38, 39
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 38 Rimwe boka revaimbi rekuonga raifamba richienda nerimwe divi,* uye ndakaritevera pamwe chete nehafu yevanhu, pamusoro perusvingo nepaShongwe yeOvheni+ kusvika kuRusvingo Rwakafara+ 39 nepamusoro peGedhi raEfremu+ kusvika kuGedhi reGuta reKare+ uye kusvika kuGedhi reHove,+ Shongwe yaHananeri,+ Shongwe yeMeya, uye kunosvika kuGedhi reMakwai;+ uye vakamira paGedhi reVarindi.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe