Pisarema 22:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 Vanhu vese vari kumigumo yenyika vachayeuka, vodzoka kuna Jehovha. Mhuri dzese dzemarudzi dzichakotama pamberi penyu.+ Maraki 1:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 “Nekuti zita rangu richava guru pakati pemarudzi kubvira kumabvazuva kusvika kumavirira.+ Utsi hwezvibayiro huchapfungaidzwa munzvimbo dzese uye zita rangu richaunzirwa mipiro sechipo chakachena; nekuti zita rangu richava guru pakati pemarudzi,”+ anodaro Jehovha wemauto.
27 Vanhu vese vari kumigumo yenyika vachayeuka, vodzoka kuna Jehovha. Mhuri dzese dzemarudzi dzichakotama pamberi penyu.+
11 “Nekuti zita rangu richava guru pakati pemarudzi kubvira kumabvazuva kusvika kumavirira.+ Utsi hwezvibayiro huchapfungaidzwa munzvimbo dzese uye zita rangu richaunzirwa mipiro sechipo chakachena; nekuti zita rangu richava guru pakati pemarudzi,”+ anodaro Jehovha wemauto.