-
Ezekieri 22:25, 26Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
25 Vaprofita varo vakarangana imomo,+ vachiita seshumba iri kuomba ichibvambura mhuka yayabata.+ Vari kupedza vanhu. Vari kupamba pfuma nezvinhu zvinokosha. Vaita kuti chirikadzi dziwande mariri. 26 Vapristi varo vakatyora mutemo wangu,+ uye vanoramba vachisvibisa nzvimbo dzangu tsvene.+ Havasiyanisi chinhu chitsvene nezvimwe zvinhu,+ uye vanotadza kuudza vanhu chinhu chakachena nechisina kuchena,+ vanoramba kuchengeta masabata angu, uye ndiri kuzvidzwa pakati pavo.
-