RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 30:19
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 Uye kwavari kuchabva kuonga nemanzwi ekuseka.+

      Ndichaita kuti vawande, uye havazovi vashoma;+

      Ndichaita kuti vawande chaizvo,*

      Uye havazovi rudzi rudiki.+

  • Jeremiya 31:4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  4 Ndichakuvakazve uye iwe uchavakwazve.+

      Haiwa iwe mhandara yeIsraeri, uchatorazve matambureni ako,

      Woenda uchitamba uchifara.*+

  • Jeremiya 31:27
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 27 “Inzwai! Mazuva achasvika,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha, “andichaita kuti vanhu veimba yaIsraeri neimba yaJudha vawande, uye andichaitawo kuti zvipfuwo zvavo zviwande.”+

  • Zekariya 2:4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 4 Yakabva yati kwairi: “Mhanya unoudza jaya iro kuti, ‘“Jerusarema richagarwa+ semisha yekumaruwa,* nekuti vanhu vari mariri vachawanda uye zvipfuwo zviri mariri zvichawanda.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe