RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ezra 3:12
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 12 Vapristi vakawanda nevaRevhi nevakuru vedzimba dzemadzibaba, vaya vainge vakwegura uye vakaona imba yekare,+ vakachema nenzwi guru pavakaona faundesheni yeimba iyi ichivakwa, asi vamwe vanhu vakawanda vaishevedzera nemanzwi ari pamusoro vachifara.+

  • Nehemiya 8:17
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 17 Saka vanhu vese veungano vakanga vadzoka kubva kuutapwa, vakagadzira matumba uye vakagara mumatumba acho, nekuti vaIsraeri vakanga vasina kuita saizvozvo kubvira pamazuva aJoshua+ mwanakomana waNuni kusvika pazuva iroro, zvekuti pakava nemufaro mukuru.+

  • Isaya 35:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 Vaya vakadzikinurwa naJehovha vachadzoka,+ uye vachasvika kuZiyoni vachishevedzera nemufaro.+

      Mufaro usingaperi uchava korona mumisoro yavo.+

      Vachafara chaizvo, vachipembera nemufaro,

      Uye kusuwa kukuru nekugomera zvichatiza.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe