Jeremiya 31:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 “Ndicharamba ndakavatarisa kuti ndivake, uye ndidyare, sekuramba ndakavatarisa kwandakaita kuti ndidzure uye ndiputse,+ kuti ndikoromore uye ndiparadze uye kuti ndikuvadze,”+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha. Jeremiya 32:42 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 42 “Nekuti zvanzi naJehovha, ‘Sekuunza kwandaita dambudziko guru rese iri pavanhu ava, saizvozvo ndichavaunzirawo zvakanaka zvese zvandiri kuvavimbisa.+
28 “Ndicharamba ndakavatarisa kuti ndivake, uye ndidyare, sekuramba ndakavatarisa kwandakaita kuti ndidzure uye ndiputse,+ kuti ndikoromore uye ndiparadze uye kuti ndikuvadze,”+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha.
42 “Nekuti zvanzi naJehovha, ‘Sekuunza kwandaita dambudziko guru rese iri pavanhu ava, saizvozvo ndichavaunzirawo zvakanaka zvese zvandiri kuvavimbisa.+