9 Zvanzi naJehovha,
‘Handizoregi kuita zvandakasarudza pamusoro pevanhu vekuTire+ nekuti vakapanduka katatu uye kana,
Nekuti vakatapa vanhu vese vakavaisa mumaoko eEdhomu,
Uye nekuti havana kuyeuka sungano yehama.+
10 Saka ndichatumira moto parusvingo rweTire,
Uye uchaparadza shongwe dzayo dzakavakwa zvakasimba.’+