10 Zvanzi naChangamire Ishe Jehovha: ‘Ndiri kurwisa vafudzi vacho, uye ndichabvunza makwai angu kwavari, uye ndichaita kuti varege kufudza makwai angu,+ uye vafudzi vacho havazodyizve vega. Ndichanunura makwai angu pamiromo yavo, uye havazoadyi zvakare.’”