RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ezekieri 33:11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Vaudze kuti, ‘“Neupenyu hwangu,” ndizvo zvinotaurwa naChangamire Ishe Jehovha, “Handifariri kuti munhu akaipa afe,+ asi ndinoda kuti asiye nzira yake,+ oramba achirarama.+ Tendeukai, tendeukai panzira dzenyu dzakaipa,+ nekuti mungadirei kufa, imi imba yaIsraeri?”’+

  • Mika 7:18, 19
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 18 Ndoupi Mwari akaita semi,

      Anoregerera kukanganisa uye anoregerera kudarika+ kwevakasara pavanhu vake?*+

      Haazorambi akatsamwa nekusingaperi,

      Nekuti anofarira rudo rusingachinji.+

      19 Achatinzwira tsitsi zvakare;+ achatsikirira kukanganisa kwedu.

      Muchakanda zvivi zvavo zvese pasi pegungwa.+

  • Maraki 3:7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 7 Kubvira pamazuva emadzitateguru enyu makatsauka pamirau yangu uye hamuna kuichengeta.+ Dzokai kwandiri, uye ini ndichadzoka kwamuri,”+ anodaro Jehovha wemauto.

      Asi munoti: “Sei muchiti tidzoke?”

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe