Revhitiko 26:11, 12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Uye ndichaisa tebhenekeri yangu pakati penyu,+ uye handizokurambai. 12 Ndichafamba pakati penyu, ndova Mwari wenyu,+ uye imi muchavawo vanhu vangu.+ Isaya 12:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Shevedzera usimudze inzwi uchifara, iwe mugari* wemuZiyoni,Nekuti Mutsvene waIsraeri uyo ari pakati pako mukuru.”
11 Uye ndichaisa tebhenekeri yangu pakati penyu,+ uye handizokurambai. 12 Ndichafamba pakati penyu, ndova Mwari wenyu,+ uye imi muchavawo vanhu vangu.+
6 Shevedzera usimudze inzwi uchifara, iwe mugari* wemuZiyoni,Nekuti Mutsvene waIsraeri uyo ari pakati pako mukuru.”