-
Jeremiya 41:1, 2Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
41 Mumwedzi wechi7 Ishmaeri+ mwanakomana waNetaniya mwanakomana waErishama, uyo aiva wemuimba* yeumambo, ari mumwe wevakuru vekwamambo, akauya nevamwe varume gumi kuna Gedhariya mwanakomana waAhikamu kuMizpa.+ Pavakanga vachidya vese vari muMizpa, 2 Ishmaeri mwanakomana waNetaniya nevarume gumi vaaiva navo, vakasimuka vakauraya Gedhariya mwanakomana waAhikamu mwanakomana waShafani nebakatwa. Saka akauraya munhu akanga agadzwa namambo weBhabhironi kuti atungamirire nyika yacho.
-