Pisarema 47:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Nekuti Jehovha Wekumusorosoro anoshamisa;+NdiMambo mukuru panyika yese.+ Jeremiya 10:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Asi Jehovha ndiMwari zvechokwadi. Ndiye Mwari mupenyu+ uye Mambo asingagumi.+ Nyika ichadengenyeka nekuda kwehasha dzake,+Uye hapana marudzi achatsungirira kutsamwa kwake.
10 Asi Jehovha ndiMwari zvechokwadi. Ndiye Mwari mupenyu+ uye Mambo asingagumi.+ Nyika ichadengenyeka nekuda kwehasha dzake,+Uye hapana marudzi achatsungirira kutsamwa kwake.