8 Uye ndakati kwavari: “Takaita zvese zvataigona tikadzikinura hama dzedu dzechiJudha dzakanga dzatengeswa kune mamwe marudzi; asi iye zvino mungatengesa hama dzenyu+ here, uye dzinofanira kutengeswa zvakare kwatiri here?” Vakanyarara, vakashaya zvekutaura.