2 Makoronike 7:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Soromoni paakangopedza kunyengetera,+ moto wakaburuka kubva kudenga,+ ukapisa mupiro unopiswa nezvibayiro, uye kubwinya kwaJehovha kwakazadza imba yacho.+
7 Soromoni paakangopedza kunyengetera,+ moto wakaburuka kubva kudenga,+ ukapisa mupiro unopiswa nezvibayiro, uye kubwinya kwaJehovha kwakazadza imba yacho.+