Dheuteronomi 24:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 “Usatonga mhosva yemutorwa kana yenherera+ uchitsaudzira, uye usabatira chirikadzi chipfeko chayo kana waikweretesa.+ Isaya 1:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Dzidzai kuita zvakanaka, tsvagai kururama,+Ruramisai anodzvinyirira,Rwirai kodzero dzenherera,Uye miririrai chirikadzi.”+ Jakobho 1:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 Kunamata kwakachena uye kusina kusviba kuna Mwari wedu uye Baba vedu ndeuku: kuchengeta nherera+ nechirikadzi+ pakutambudzika kwadzo,+ uye kuramba usina kusvibiswa nenyika.+
17 “Usatonga mhosva yemutorwa kana yenherera+ uchitsaudzira, uye usabatira chirikadzi chipfeko chayo kana waikweretesa.+
17 Dzidzai kuita zvakanaka, tsvagai kururama,+Ruramisai anodzvinyirira,Rwirai kodzero dzenherera,Uye miririrai chirikadzi.”+
27 Kunamata kwakachena uye kusina kusviba kuna Mwari wedu uye Baba vedu ndeuku: kuchengeta nherera+ nechirikadzi+ pakutambudzika kwadzo,+ uye kuramba usina kusvibiswa nenyika.+