Mateu 10:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Mazita evaapostora vacho 12 ndeaya:+ Wekutanga, Simoni, uya ainzi Petro,+ naAndreya+ munin’ina wake; Jakobho mwanakomana waZebhedhi naJohani+ munin’ina wake; Mateu 27:55, 56 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 55 Uye vakadzi vakawanda vakanga vaperekedza Jesu vachibva kuGarireya kuti vazomushumira, vaitarisa zvaiitika vari nechekure zvishoma;+ 56 pakati pavo paiva naMariya Magadharini, uye Mariya amai vaJakobho naJosesi uye amai vevanakomana vaZebhedhi.+ Mako 3:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Jakobho mwanakomana waZebhedhi, naJohani munin’ina waJakobho (akatumidzawo ava zita rekuti Bhoanajisi, rinoreva kuti “Vanakomana Vekutinhira”),+ Mako 10:35 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 35 Jakobho naJohani, vanakomana vaZebhedhi,+ vakaenda paari vakati: “Mudzidzisi, tinoda kuti mutiitirewo chero chatichakukumbirai.”+ Johani 21:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Simoni Petro, naTomasi (ainzi Mumwe Wemapatya),+ naNatanieri+ wekuKana kuGarireya, nevanakomana vaZebhedhi,+ nevamwe vadzidzi vake vaviri, vakanga vari vese.
2 Mazita evaapostora vacho 12 ndeaya:+ Wekutanga, Simoni, uya ainzi Petro,+ naAndreya+ munin’ina wake; Jakobho mwanakomana waZebhedhi naJohani+ munin’ina wake;
55 Uye vakadzi vakawanda vakanga vaperekedza Jesu vachibva kuGarireya kuti vazomushumira, vaitarisa zvaiitika vari nechekure zvishoma;+ 56 pakati pavo paiva naMariya Magadharini, uye Mariya amai vaJakobho naJosesi uye amai vevanakomana vaZebhedhi.+
17 Jakobho mwanakomana waZebhedhi, naJohani munin’ina waJakobho (akatumidzawo ava zita rekuti Bhoanajisi, rinoreva kuti “Vanakomana Vekutinhira”),+
35 Jakobho naJohani, vanakomana vaZebhedhi,+ vakaenda paari vakati: “Mudzidzisi, tinoda kuti mutiitirewo chero chatichakukumbirai.”+
2 Simoni Petro, naTomasi (ainzi Mumwe Wemapatya),+ naNatanieri+ wekuKana kuGarireya, nevanakomana vaZebhedhi,+ nevamwe vadzidzi vake vaviri, vakanga vari vese.