Mateu 6:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 “Nekuti kana muchiregerera vanhu vanokutadzirai, Baba venyu vekudenga vachakuregereraiwo;+ Mateu 18:33 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 33 Watadzawo kunzwira tsitsi mumwe muranda sewe sekukunzwira tsitsi kwandakaita here?’+ Jakobho 2:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Nekuti munhu asina tsitsi achatongwa pasina tsitsi.+ Tsitsi dzinokunda kutonga.