Isaya 55:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Munhu akaipa ngaasiye nzira yake+Uye munhu anoita zvakaipa ngaasiye kufunga kwake;Ngaadzokere kuna Jehovha, uyo achamunzwira tsitsi,+Kuna Mwari wedu, nekuti achamukanganwira zvikuru.*+ Mateu 6:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 uye tiregerereiwo zvivi* zvedu, sezvatakaregererawo vakatitadzira.+ Mateu 7:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 “Saka zvinhu zvese zvamunoda kuti vanhu vakuitirei, vaitireiwo izvozvo.+ Izvi ndizvo chaizvo zvinorehwa neMutemo neVaprofita.+ Jakobho 2:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Nekuti munhu asina tsitsi achatongwa pasina tsitsi.+ Tsitsi dzinokunda kutonga.
7 Munhu akaipa ngaasiye nzira yake+Uye munhu anoita zvakaipa ngaasiye kufunga kwake;Ngaadzokere kuna Jehovha, uyo achamunzwira tsitsi,+Kuna Mwari wedu, nekuti achamukanganwira zvikuru.*+
12 “Saka zvinhu zvese zvamunoda kuti vanhu vakuitirei, vaitireiwo izvozvo.+ Izvi ndizvo chaizvo zvinorehwa neMutemo neVaprofita.+