Isaya 40:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Uswa hwakasvibirira hunooma,Ruva rinooma,Asi shoko raMwari wedu rinogara nekusingaperi.”+ Ruka 16:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Chokwadi, zviri nyore kuti denga nenyika zvipfuure pane kuti kachikamu kamwe chete kebhii reMutemo karege kuzadziswa.+
17 Chokwadi, zviri nyore kuti denga nenyika zvipfuure pane kuti kachikamu kamwe chete kebhii reMutemo karege kuzadziswa.+