16 “Vanhurume vako vese vanofanira kuenda pamberi paJehovha Mwari wako katatu pagore panzvimbo yaachasarudza: paMutambo Wechingwa Chisina Mbiriso,+ paMutambo Wemavhiki,+ nepaMutambo Wematumba,+ uye hapana anofanira kuuya pamberi paJehovha achingova maoko chete.