Dheuteronomi 24:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 “Kana murume akaroora mukadzi asi otadza kufadzwa naye nekuti anenge aona chimwe chinhu chisina kunaka paari, anofanira kunyora gwaro rekumuramba omupa,+ omudzinga mumba make.+ Mateu 19:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Uye vaFarisi vakauya kwaari vachida kumuedza, vakamubvunza kuti: “Zvinobvumirwa nemutemo here kuti murume arambe mudzimai wake nechikonzero chese chese?”+ Mateu 19:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Iye akati kwavari: “Mozisi akakubvumirai kuramba madzimai enyu nekuda kwekuoma kwemwoyo yenyu,+ asi zvakanga zvisina kudaro kubvira pakutanga.+ Mako 10:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Uye vaFarisi vakasvika vachida kumuedza, uye vakamubvunza kana zvaibvumirwa nemutemo kuti murume arambe mudzimai.+ Mako 10:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Ivo vakati: “Mozisi akabvumira kuti murume anyore gwaro rekudzinga nekuramba mudzimai.”+
24 “Kana murume akaroora mukadzi asi otadza kufadzwa naye nekuti anenge aona chimwe chinhu chisina kunaka paari, anofanira kunyora gwaro rekumuramba omupa,+ omudzinga mumba make.+
3 Uye vaFarisi vakauya kwaari vachida kumuedza, vakamubvunza kuti: “Zvinobvumirwa nemutemo here kuti murume arambe mudzimai wake nechikonzero chese chese?”+
8 Iye akati kwavari: “Mozisi akakubvumirai kuramba madzimai enyu nekuda kwekuoma kwemwoyo yenyu,+ asi zvakanga zvisina kudaro kubvira pakutanga.+
2 Uye vaFarisi vakasvika vachida kumuedza, uye vakamubvunza kana zvaibvumirwa nemutemo kuti murume arambe mudzimai.+