31 “Zvakanziwo: ‘Munhu wese anoramba mudzimai wake, ngaamupe gwaro rekumuramba.’+ 32 Asi ini ndinoti kwamuri, munhu wese anoramba mudzimai wake, ipo pasina upombwe hwaitwa, anoita kuti pave nemukana wekuti mudzimai iyeye azoita upombwe, uye munhu wese anoroora mudzimai akarambwa anoita upombwe.+