Mateu 19:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Ndinoti kwamuri munhu wese anoramba mudzimai wake ipo pasina upombwe* hwaitwa, akaroora mumwe, anoita upombwe.”+ Mako 10:11, 12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Akati kwavari: “Munhu wese anoramba mudzimai wake oroora mumwe, anenge achitoita upombwe,+ achitadzira mudzimai wake, 12 uye kana mukadzi akangoramba murume wake, oroorwa nemumwe murume, mukadzi iyeye anenge achiita upombwe.”+ Ruka 16:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 “Munhu wese anoramba mudzimai wake, oroora mumwe, anoita upombwe, uye wese anoroora mudzimai akarambwa nemurume wake, anoita upombwe.+ VaRoma 7:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Saka kana akaroorwa nemumwe murume, murume wake achiri mupenyu, anganzi imhombwe.+ Asi kana murume wake akafa, iye asununguka pamutemo wemurume wake, zvekuti kana akaroorwa nemumwe murume anenge asiri mhombwe.+
9 Ndinoti kwamuri munhu wese anoramba mudzimai wake ipo pasina upombwe* hwaitwa, akaroora mumwe, anoita upombwe.”+
11 Akati kwavari: “Munhu wese anoramba mudzimai wake oroora mumwe, anenge achitoita upombwe,+ achitadzira mudzimai wake, 12 uye kana mukadzi akangoramba murume wake, oroorwa nemumwe murume, mukadzi iyeye anenge achiita upombwe.”+
18 “Munhu wese anoramba mudzimai wake, oroora mumwe, anoita upombwe, uye wese anoroora mudzimai akarambwa nemurume wake, anoita upombwe.+
3 Saka kana akaroorwa nemumwe murume, murume wake achiri mupenyu, anganzi imhombwe.+ Asi kana murume wake akafa, iye asununguka pamutemo wemurume wake, zvekuti kana akaroorwa nemumwe murume anenge asiri mhombwe.+