Mateu 5:32 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 32 Asi ini ndinoti kwamuri, munhu wese anoramba mudzimai wake, ipo pasina upombwe* hwaitwa, anoita kuti pave nemukana wekuti mudzimai iyeye azoita upombwe, uye munhu wese anoroora mudzimai akarambwa anoita upombwe.+ Mateu 19:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Ndinoti kwamuri munhu wese anoramba mudzimai wake ipo pasina upombwe* hwaitwa, akaroora mumwe, anoita upombwe.”+ Mako 10:11, 12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Akati kwavari: “Munhu wese anoramba mudzimai wake oroora mumwe, anenge achitoita upombwe,+ achitadzira mudzimai wake, 12 uye kana mukadzi akangoramba murume wake, oroorwa nemumwe murume, mukadzi iyeye anenge achiita upombwe.”+ Ruka 16:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 “Munhu wese anoramba mudzimai wake, oroora mumwe, anoita upombwe, uye wese anoroora mudzimai akarambwa nemurume wake, anoita upombwe.+
32 Asi ini ndinoti kwamuri, munhu wese anoramba mudzimai wake, ipo pasina upombwe* hwaitwa, anoita kuti pave nemukana wekuti mudzimai iyeye azoita upombwe, uye munhu wese anoroora mudzimai akarambwa anoita upombwe.+
9 Ndinoti kwamuri munhu wese anoramba mudzimai wake ipo pasina upombwe* hwaitwa, akaroora mumwe, anoita upombwe.”+
11 Akati kwavari: “Munhu wese anoramba mudzimai wake oroora mumwe, anenge achitoita upombwe,+ achitadzira mudzimai wake, 12 uye kana mukadzi akangoramba murume wake, oroorwa nemumwe murume, mukadzi iyeye anenge achiita upombwe.”+
18 “Munhu wese anoramba mudzimai wake, oroora mumwe, anoita upombwe, uye wese anoroora mudzimai akarambwa nemurume wake, anoita upombwe.+