Mateu 13:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Kana iri iya yakadyarwa muminzwa, uyu ndiye anonzwa shoko, asi kuzvidya mwoyo nezvinhu zvemunyika ino*+ nesimba rinonyengera repfuma zvinovhunga shoko, rotadza kubereka zvibereko.+ Ruka 12:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Asi Mwari akati kwaari, ‘Iwe benzi, usiku huno vachati vanoda upenyu hwako.* Saka zvinhu zvawakachengeta zvichava zvaani?’+ Jakobho 5:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Goridhe renyu nesirivha yenyu zvapera nengura, uye ngura yazvo ichapupurira kuti mune mhosva uye ichadya nyama yenyu. Zvinhu zvamakaunganidza zvichaita semoto mumazuva ekupedzisira.+
22 Kana iri iya yakadyarwa muminzwa, uyu ndiye anonzwa shoko, asi kuzvidya mwoyo nezvinhu zvemunyika ino*+ nesimba rinonyengera repfuma zvinovhunga shoko, rotadza kubereka zvibereko.+
20 Asi Mwari akati kwaari, ‘Iwe benzi, usiku huno vachati vanoda upenyu hwako.* Saka zvinhu zvawakachengeta zvichava zvaani?’+
3 Goridhe renyu nesirivha yenyu zvapera nengura, uye ngura yazvo ichapupurira kuti mune mhosva uye ichadya nyama yenyu. Zvinhu zvamakaunganidza zvichaita semoto mumazuva ekupedzisira.+