Jobho 38:41 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 41 Ndiani anogadzirira gunguo zvekudya,+Panochema vana varo vachida kubatsirwa naMwari,Vachingodzungaira nekuti hapana chekudya? Pisarema 147:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Anopa mhuka zvekudya,+Nemanyana emakunguo anochemera zvekudya.+ Mateu 10:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 Tushiri tuviri tunotengeswa nemari isinganyanyi kukosha,* handizvo here? Asi hapana kana imwe yadzo ingawira pasi Baba venyu vasingazivi.+
41 Ndiani anogadzirira gunguo zvekudya,+Panochema vana varo vachida kubatsirwa naMwari,Vachingodzungaira nekuti hapana chekudya?
29 Tushiri tuviri tunotengeswa nemari isinganyanyi kukosha,* handizvo here? Asi hapana kana imwe yadzo ingawira pasi Baba venyu vasingazivi.+