Jobho 38:41 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 41 Ndiani anogadzirira gunguo zvekudya,+Panochema vana varo vachida kubatsirwa naMwari,Vachingodzungaira nekuti hapana chekudya? Ruka 12:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Fungai nezvemakunguo: Haadyari mbeu kana kukohwa; haana matura kana tsapi;* asi Mwari anoapa zvekudya.+ Ko imi hamukoshi kupfuura shiri here?+
41 Ndiani anogadzirira gunguo zvekudya,+Panochema vana varo vachida kubatsirwa naMwari,Vachingodzungaira nekuti hapana chekudya?
24 Fungai nezvemakunguo: Haadyari mbeu kana kukohwa; haana matura kana tsapi;* asi Mwari anoapa zvekudya.+ Ko imi hamukoshi kupfuura shiri here?+