Johani 14:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Uye zvese zvamunokumbira muzita rangu, ndichazviita, kuti Mwanakomana aite kuti Baba vakudzwe.+ 1 Johani 3:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 uye anotipa zvinhu zvese zvatinomukumbira,+ nekuti tiri kuchengeta mirayiro yake uye tiri kuita zvinomufadza.
22 uye anotipa zvinhu zvese zvatinomukumbira,+ nekuti tiri kuchengeta mirayiro yake uye tiri kuita zvinomufadza.