Johani 15:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Hamuna kundisarudza, asi ndakakusarudzai, uye ndakakugadzai kuti muende, moramba muchibereka zvibereko uye kuti zvibereko zvenyu zvirambe zviripo, kuti chese chamunokumbira Baba muzita rangu vakupei.+ Johani 16:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Musi iwoyo hapana mubvunzo wamuchandibvunza. Chokwadi, chokwadi ndinoti kwamuri, kana paine chamuchakumbira Baba,+ vachakupai muzita rangu.+
16 Hamuna kundisarudza, asi ndakakusarudzai, uye ndakakugadzai kuti muende, moramba muchibereka zvibereko uye kuti zvibereko zvenyu zvirambe zviripo, kuti chese chamunokumbira Baba muzita rangu vakupei.+
23 Musi iwoyo hapana mubvunzo wamuchandibvunza. Chokwadi, chokwadi ndinoti kwamuri, kana paine chamuchakumbira Baba,+ vachakupai muzita rangu.+