Mako 1:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Uye vakashamiswa nemadzidzisiro ake, nekuti aivadzidzisa semunhu ane chiremera, kwete sevanyori.+ Ruka 4:32 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 32 vachishamiswa nemadzidzisiro ake,+ nekuti aitaura zvine chiremera.