Johani 1:45 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 45 Firipi akaona Natanieri,+ akati kwaari: “Tawana uya akanyorwa nezvake naMozisi muMutemo neVaprofita: Jesu, mwanakomana waJosefa,+ wekuNazareta.”
45 Firipi akaona Natanieri,+ akati kwaari: “Tawana uya akanyorwa nezvake naMozisi muMutemo neVaprofita: Jesu, mwanakomana waJosefa,+ wekuNazareta.”