Mateu 10:2, 3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Mazita evaapostora vacho 12 ndeaya:+ Wekutanga, Simoni, uya ainzi Petro,+ naAndreya+ munin’ina wake; Jakobho mwanakomana waZebhedhi naJohani+ munin’ina wake; 3 Firipi naBhatoromeyo;+ Tomasi+ naMateu+ muteresi; Jakobho mwanakomana waArifiyosi; uye Tadhiyosi; Ruka 6:13, 14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Pakwakaedza, akashevedza vadzidzi vake, akasarudza 12 pakati pavo, vaakatumidzawo kuti vaapostora:+ 14 Simoni, waakatumidzawo kuti Petro, naAndreya munin’ina wake, naJakobho, Johani, Firipi,+ Bhatoromeyo,
2 Mazita evaapostora vacho 12 ndeaya:+ Wekutanga, Simoni, uya ainzi Petro,+ naAndreya+ munin’ina wake; Jakobho mwanakomana waZebhedhi naJohani+ munin’ina wake; 3 Firipi naBhatoromeyo;+ Tomasi+ naMateu+ muteresi; Jakobho mwanakomana waArifiyosi; uye Tadhiyosi;
13 Pakwakaedza, akashevedza vadzidzi vake, akasarudza 12 pakati pavo, vaakatumidzawo kuti vaapostora:+ 14 Simoni, waakatumidzawo kuti Petro, naAndreya munin’ina wake, naJakobho, Johani, Firipi,+ Bhatoromeyo,