-
Ruka 11:31, 32Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
31 Mambokadzi wekumaodzanyemba+ achamutswa pakutongwa pamwe chete nevanhu vechizvarwa chino uye acharatidza kuti vane mhosva, nekuti akabva pasi kwenyika kuzonzwa uchenjeri hwaSoromoni. Asi onai! mumwe munhu anopfuura Soromoni ari pano.+ 32 Vanhu vekuNinivhi vachamuka pakutongwa nechizvarwa chino uye vachachipa mhosva, nekuti vakapfidza zvivi zvavo pavakaparidzirwa naJona.+ Asi onai! mumwe munhu anopfuura Jona ari pano.
-